{"product_id":"vana-vatatu-nahungwe-9781779213112","title":"Vana Vatatu naHungwe","description":"\u003cp\u003e • Author(s): Daniel Mutendi\u003cbr\u003e • Publisher: Daniel Mutendi\u003cbr\u003e • Publisher Imprint: Daniel Mutendi\u003cbr\u003e • BISAC: Action \u0026amp; Adventure - General\u003c\/p\u003e\u003cp\u003e\u003c\/p\u003e\u003cp\u003eVana vatatu vanoshanyira kuGreat Zimbabwe navabereki vavo. Zvino vari muzhira kudzokera kumba kuHarare, vanotenga Shiri yeZimbabwe yakavezwa nomunyaka pamusika uri parutivi pomugwagwa, kubva kune imwe harahwa. Shiri iyi ine mashiripiti, naizvozvo vana vanofara chose nayo. Batana nevatatu ava neshamwari yavo, zigondo rinonzi Hungwe, pavanopinda munguva yakapfuura vachindodzidza pamusoro penyika yavo yavanodisa, Zimbabwe. \u003c\/p\u003e\u003cp\u003e\u003cbr\u003e\u003c\/p\u003e\u003cp\u003eBhuku iri rakanakira kudzidzisa vana kuverenga chiShona, uyevo kuvadzidzisa zvimwe zvezvinhu zvakaitika munyika yavo yeZimbabwe. Rinobetsera kusimbisa muvana kuti vanombova vanani ivo. \u003c\/p\u003e\u003cp\u003e\u003cbr\u003e\u003c\/p\u003e\u003cp\u003eIri ibhuku rokutanga pamatatu anotaura zvenyaya yeVana vatatu naHungwe.\u003c\/p\u003e","brand":"Atlantic Books","offers":[{"title":"Paperback","offer_id":46446952546455,"sku":"9781779213112","price":1815.0,"currency_code":"INR","in_stock":true}],"thumbnail_url":"\/\/cdn.shopify.com\/s\/files\/1\/0666\/3471\/1191\/files\/9781779213112.webp?v=1769138980","url":"https:\/\/atlanticbooks.com\/products\/vana-vatatu-nahungwe-9781779213112","provider":"Atlantic Books","version":"1.0","type":"link"}